Long Life Health Care Center

Long Life Health Care Center We use ๏ฟฝ percent natural and organic products that address a challenge from the root causes

08/10/2026

*Ma acids* akaoma hama dzangu.๐ŸŽ‹

Beside kurapa kwatinoita
Mainfections kana BP Kana sugar. Ma acids ndorimwe dambudziko ririkunetsa.
*mange muchizviziva here*โ—kuti ma acids itsvina dzinowanikwa mudumbu.
Mukanwa mvura inonodyiwa yose,, reproductive system ikashaya mvura bowel movement inove very slow..
Izvi zvinokonzera poor *digestive and absorption of food*
Macids anokonzera dzungu
Kwarwadza kwemusoro
Mabayo
Heart burn(churungurira)
Nyon'o(yellowish fluids)
Allergy
Kuzarirwa
Ulcers
MA acids anouraya Maziso.

Kana muchinzwa izvi Munogona kunge muinawo ma acids.
Tinorapa kubva kumudzi

Kuti munzwe zvizere Batai Chiremba
+263774842267

*join the group link below tinoisa ma audios for free home remedy everyday* ๐ŸŒฑโ˜˜๏ธ๐ŸŽ‹

https://chat.whatsapp.com/Cqx1gcVXC0M4UdXioIEMqJ

*Teererai munzwe* โ—โ—*mafats* akawanda mumuviri anokonzera kukora kweropa(high blood viscosity), chiveve maoko, macramps ...
17/09/2026

*Teererai munzwe* โ—โ—
*mafats* akawanda mumuviri anokonzera kukora kweropa(high blood viscosity), chiveve maoko, macramps makumbo, Maziso kuvava kana kusaona mushe, kupera simba muviri kana mabhonzo kukanganisika, *BP Kana Stroke* ๐ŸŽ‹
*MA Acids* akawanda anokonzera kufufutirwa, Mabayo, nyon'o, Kusaenda kutoilet zvakanaka, kurwadza kwemusoro, ma kidneys, kurwadza mudumbu, Kushaya appetite, kudya usingasimbe. ๐ŸŽ‹

*Bacterias* anokonzera Kuvaviwa kuzasi, kuita Mapundu, kuita weti inonhuwa, kubudisa mweya unonhuwa kuzasi, urinary *tract infection* ๐ŸŽ‹
*Toxins* anokonzera ma infections akasiyana siyana.

Tinorapa kubva kumudzi wedambudziko.
Kuti mubatsirwe zvizere tibatei titaure

*+263774842267*

๐Ÿ’Š๐Ÿ’Š๐Ÿ’Š๐Ÿ’Š๐Ÿ’Š๐Ÿ’Š๐Ÿ’Š๐Ÿ’Š

08/08/2026

Kana akakumiddza kundibata anosanganaa nechirongwa ichi

Tine treatment inobvisa tsvina kure productive system yababa kana Mai. Tsvina dzakaita sema bacterias, toxins,fungus uye ma virus. Kudzivirira kuita Mapundu, Kuvaviwa, discharge, Kunhuwa kuzasi, kusatevera zvakanaka, uye kusimbisa bonde Kuna baba.
Nekudaro kune holiday promotion for *Heros* kune vanoda havo kuitirwa zvakanaka.
Treatment iyi mapills, syrup, Granules uye detox, pads zvichienderana nekuti mukunzwa sei.
Kana pane zvaunoda kunzwa sunungukai kuvhunza Chiremba
*+263774842267*

18/06/2026

Long Life Health Centre

*mumwe akanditi ko kuvhumuka munorapa here? Ndikamuti kwete isu tinorapa zvakadai se*

Kubuda zvichena kunhengo๐ŸŽ‹
Kuvaviwa kunhengo
Mapundu kunhengo
Yeast infection
Zvirwere zvepabonde๐ŸŽ‹
Kuenda kutoilet padiki padiki
Kurwadziwa kana kupisa pakuita weti
Macids, nyon'o, chirungurira
BP, Diabetes
Kusanzwa kuda kuita bonde
Kukumidza kusvika Mai Vasati vaguta

*Zvimwe zvakadai zvinoda treatment inorapa kubva kumudzi* ๐ŸŒน. Zvinoperaโ—
For help contact Dr Vine

https://wa.me/263774842267

*Join group below*
https://chat.whatsapp.com/Cqx1gcVXC0M4UdXioIEMqJ

Address

89High Way Road Belvedere
Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Long Life Health Care Center posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share